Jeremiah 18:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakaɓurukira kuimba yomuʋumbi wehari, ndikamuwana aciɓate‐ɓasa pamakuyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndakaenda kuimba yomuumbi wehari, ndikamuona achishanda paguyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvowo ndakadzika kumba kwomuumbi wehari onei achiumbira zvinhu pane chokuumbira chinotenderera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakaburukira kuimba yomuumbi wehari, ndikamuwana achibata basa pamakuyo.
Shona 2009?
Zvino ndakaburukira kuimba yomuumbi wehari, ndikamuwana achibata basa pamakuyo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakaburukira kuimba yomuumbi wehari, ndikamuwana achibata basa pamakuyo.