Jeremiah 18:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mudziyo waakaŋga aciita nevu wakati washatiswa mumaʋoko omuʋumbi, akaʋumba ɀe naro mumŋe mudziyo, seɀaakafuŋga iye muʋumbi wehari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi hari yaakanga achiumba nevhu yakashatiswa mumaoko ake; saka muumbi akaita imwe hari akaiumba namaumbiro aaiona akanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mudziyo waakanga achiumba nevhu iroro wakakanganisika uri mumaoko make kudaro akabva aumbazve mumwe mudziyo naro sokuda kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mudziyo waakanga achiita nevhu wakati washatiswa mumaoko omuumbi, akaumbazve naro mumwe mudziyo, sezvaakafunga iye muumbi wehari.
Shona 2009?
Zvino mudziyo waakanga achiita nevhu wakati washatiswa mumaoko omuumbi, akaumbazve naro mumwe mudziyo, sezvaakafunga iye muumbi wehari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mudziyo waakanga achiita nevhu wakati washatiswa mumaoko omuumbi, akaumbazve naro mumwe mudziyo, sezvaakafunga iye muumbi wehari.