Jeremiah 18:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa yandicataura pamsoro porudzi rwaʋanhu, napamsoro poʋushe, kuti ndicarudzura, nokuruputsa, nokuruparadza;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ndikazivisa panguva ipi zvayo kuti rudzi kana ushe zvidzurwe nokubvarurwa uye zviparadzwe,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nguva yose yandinenge ndataura chinhu ndakananga rudzi rwavanhu, kana nyika kuti ndichaidzipura kana kuipaza kana kuiparadza
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva yandichataura pamusoro porudzi rwavanhu, napamusoro poushe, kuti ndicharudzura, nokuruputsa, nokuruparadza;
Shona 2009?
Nenguva yandichataura pamusoro porudzi rwavanhu, napamusoro poushe, kuti ndicharudzura, nokuruputsa, nokuruparadza;
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva yandichataura pamusoro porudzi rwavanhu, napamusoro poushe, kuti ndicharudzura, nokuruputsa, nokuruparadza;