Jeremiah 18:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye neŋguʋa yandicataura pamsoro porudzi rwaʋanhu, napamsoro poʋushe, kuti ndicaruʋaka nokurusima;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana pane imwe nguva ndikazivisa kuti rudzi kana ushe zvivakwe nokusimwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo nguva yose zvayo yandinenge ndatemera rumwe rudzi rwavanhu kana imwe nyika kuti ndichaivaka ndigoisima,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye nenguva yandichataura pamusoro porudzi rwavanhu, napamusoro poushe, kuti ndicharuvaka nokurusima;
Shona 2009?
Uye nenguva yandichataura pamusoro porudzi rwavanhu, napamusoro poushe, kuti ndicharuvaka nokurusima;
Shona SUB 2002 Bible
Uye nenguva yandichataura pamusoro porudzi rwavanhu, napamusoro poushe, kuti ndicharuvaka nokurusima;