Jeremiah 19:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ugoti kwaʋari: Ɀanzi naJehova wehondo: Saiɀoɀo ndicaputsa ʋanhu aʋa neguta rino, seɀinoputswa mudziyo womuʋumbi wehari, usiŋgabviri kuzogadzirwa ɀe; ɀino ʋacaʋiga ʋakafa paTofeti nokuti kucashaikwa imŋe nɀimbo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ugoti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha Mwari Wamasimba Ose: Ndichaputsa rudzi urwu neguta rino sokuputsika kwechirongo chemuumbi wehari uye hachingagoni kugadzirwazve. Vachaviga vakafa muTofeti kusvikira pasisina nzvimbo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wozoti kwavari, zvanzi naTenzi wehondo nehondo ndizvo zvandichaita kuparadza saizvozvi vanhu ivava neguta irori somunhu ari kuputsa mudziyo womuumbi zvokuti hauzombofa wakagadzirikazve. Vachatoviga vanhu kuBisiro pamusana pokuti kumwe kose kuchange kusisina nzvimbo yokuviga vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ugoti kwavari, “Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Saizvozvo ndichaputsa vanhu ava neguta rino, sezvinoputswa mudziyo womuumbi wehari, usingabviri kuzogadzirwazve; zvino vachaviga vakafa paTofeti nokuti kuchashaikwa imwe nzvimbo.
Shona 2009?
ugoti kwavari, "Zvanzi naJehovha wehondo, `Saizvozvo ndichaputsa vanhu ava neguta rino, sezvinoputswa mudziyo womuumbi wehari, usingabviri kuzogadzirwazve; zvino vachaviga vakafa paTofeti nokuti kuchashaikwa imwe nzvimbo.
Shona SUB 2002 Bible
ugoti kwavari, “Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Saizvozvo ndichaputsa vanhu ava neguta rino, sezvinoputswa mudziyo womuumbi wehari, usingabviri kuzogadzirwazve; zvino vachaviga vakafa paTofeti nokuti kuchashaikwa imwe nzvimbo.