Jeremiah 19:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jeremia wakabva Tofeti, kwaakaŋga atumŋa naJehova kundoprofita; akandomira muruʋazhe rweimba yaJehova, akati kuʋanhu ʋose:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jeremia akabva kuTofeti, kwaakanga atumwa naJehovha kundoprofita, akandomira muruvazhe rwetemberi yaJehovha ndokuti kuvanhu vose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya akazobva kuBisiro kwaakanga atumwa naTenzi kuya kundoporofita akandomira kunhandare yemba yaTenzi akataura kuvanhu vose kuti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jeremiya wakabva Tofeti, kwaakanga atumwa naJehovha kundoporofita; akandomira muruvazhe rweimba yaJehovha, akati kuvanhu vose,
Shona 2009?
Ipapo Jeremiya wakabva Tofeti, kwaakanga atumwa naJehovha kundoporofita, akandomira muruvazhe rweimba yaJehovha, akati kuvanhu vose,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jeremiya wakabva Tofeti, kwaakanga atumwa naJehovha kundoporofita; akandomira muruvazhe rwemba yaJehovha akati kuvanhu vose,