Jeremiah 19:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova wehondo, Mŋari waIsraeri: Tarirai, ndicaʋuyisa pamsoro peguta rino napamsoro pemisha yaro yose, ɀakaipa ɀose ɀandakataura pamsoro paro; nokuti ʋakawomesa mitsipa yaʋo, kuti ʋarege kunzwa mashoko aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naJehovha Mwari Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, ‘Inzwai! Ndichauyisa pamusoro peguta rino nemisha yakaripoteredza, njodzi imwe neimwe yandakazivisa pamusoro paro, nokuti ivo vakaomesa mitsipa yavo vakaramba kunzwa mashoko angu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvanzi naTenzi, wehondo nehondo Mwari weIsiraeri chinzwai, ndava kuunzira guta rino notumaguta twaro twose zvinhu zvose zvakaipa zvandakamboreva nezvaro nokuti vakaomesa musoro vachiramba kunzwa zvandinoreva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Tarirai, ndichauyisa pamusoro peguta rino napamusoro pemisha yaro yose, zvakaipa zvose zvandakataura pamusoro paro; nokuti vakaomesa mitsipa yavo, kuti varege kunzwa mashoko angu.’ ”
Shona 2009?
"Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, `Tarirai, ndichauyisa pamusoro peguta rino napamusoro pemisha yaro yose, zvakaipa zvose zvandakataura pamusoro paro; nokuti vakaomesa mitsipa yavo, kuti varege kunzwa mashoko angu.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Zvanzi naJehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ‘Tarirai, ndichauyisa pamusoro peguta rino napamusoro pemisha yaro yose, zvakaipa zvose zvandakataura pamusoro paro; nokuti vakaomesa mitsipa yavo, kuti varege kunzwa mashoko angu.’ ”