Jeremiah 19:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakandisiya, ʋakashandura nɀimbo ino, ʋakapisira’po ɀinonhuwira kunaʋamŋe ʋamŋari ʋaʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi, iʋo namadziɓaɓa aʋo namadzimambo aJuda, ʋakazadza nɀimbo ino neropa raʋasinemhoȿa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vakandisiya vakaita nzvimbo ino kuti ive yamwari wavatorwa; vakapisira zvibayiro mairi kuna vamwari vavasina kuziva ivo kana madzibaba avo kana madzimambo eJudha, uye vakazadza nzvimbo ino neropa ravasina mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero chacho ndechokuti vanhu vakandifuratira vakan'oresa nzvimbo ino nokupisira rusenzi mairi kuvamwe vamwari vasingazikanwi naivo kana namadzibaba avo kana namadzimambo okwaJudha uye pamusana pokuti vakazadza nzvimbo ino neropa ravanhu vasina mhosva
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakandisiya, vakashandura nzvimbo ino, vakapisirapo zvinonhuwira kuna vamwe vamwari vavakanga vasingazivi, ivo namadzibaba avo namadzimambo aJudha, vakazadza nzvimbo ino neropa ravasina mhosva,
Shona 2009?
Nokuti vakandisiya, vakashandura nzvimbo ino, vakapisirapo zvinonhuhwira kuna vamwe vamwari vavakanga vasingazivi, ivo namadzibaba avo namadzimambo aJudha, vakazadza nzvimbo ino neropa ravasina mhosva,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakandisiya, vakashandura nzvimbo ino, vakapisirapo zvinonhuwira kuna vamwe vamwari vavakanga vasingazivi, ivo namadzibaba avo namadzimambo aJudha, vakazadza nzvimbo ino neropa ravasina mhosva,