Jeremiah 19:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakonesa mano aJuda naʋeJerusarema panɀimbo ino; ndicaʋawisa nomunondo pamberi paʋaʋeŋgi ʋaʋo, ʋuye namaʋoko aʋanotȿaka kuʋaʋuraya; ɀitunha ɀaʋo ndicaɀipa shiri dzokuɗeŋga neɀikara ɀenyika, ɀiʋe ɀokudya ɀaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Ndichaparadza urongwa hwaJudha naJerusarema munzvimbo ino. Ndichavawisira pasi nomunondo pamberi pavavengi vavo, pamaoko avanotsvaka kuvauraya, uye ndichapa zvitunha zvavo sezvokudya kushiri dzedenga nezvikara zvenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panzvimbowo iyoyi mazano evokwaJudha novokuJerusaremu ndichaashayisa basa uye ndicharakatisa kuuraya vanhu ivavo nebakatwa revavengi vavo nomumaoko mavanoda kupfuudza upenyu hwavo. Ndichapa zvitunha zvavo kuti zvive chokudya cheshiri dzedenga nemhuka dzesango.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakonesa mano aJudha naveJerusaremu panzvimbo ino; ndichavawisa nomunondo pamberi pavavengi vavo, uye namaoko avanotsvaka kuvauraya; zvitunha zvavo ndichazvipa shiri dzokudenga nezvikara zvenyika, zvive zvokudya zvazvo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible