Jeremiah 19:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋadyisa nyama yaʋanakomana ʋaʋo nenyama yaʋanasikana ʋaʋo; mumŋe nomumŋe ucadya nyama yeshamŋari yake pakukombga kwaro napakumanikidzwa kwaʋacamanikidzwa nako naʋaʋeŋgi ʋaʋo naʋanotȿaka kuʋaʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita kuti vadye nyama yavanakomana vavo neyavanasikana vavo, uye nyama yomumwe nomumwe wavo panguva yokurema kwokukombwa kunenge kwaiswa pamusoro pavo navavengi vavo vanotsvaka kuvauraya.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaitawo kuti vadye nyama yavanakomana vavo nenyama yanavanasikana vavo. Vachadyanana vose zvavo munhamo yavo iyoyo yokukombwa yavanenge vachioneswa navavengi vavo uye navanenge vachitsvaka kuvatsvata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichavadyisa nyama yavanakomana vavo nenyama yavanasikana vavo; mumwe nomumwe uchadya nyama yeshamwari yake pakukombwa kwaro napakumanikidzwa kwavachamanikidzwa nako navavengi vavo navanotsvaka kuvauraya.”
Shona 2009?
Ndichavadyisa nyama yavanakomana vavo nenyama yavanasikana vavo; mumwe nomumwe uchadya nyama yeshamwari yake pakukombwa kwaro napakumanikidzwa kwavachamanikidzwa nako navavengi vavo navanotsvaka kuvauraya."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichavadyisa nyama yavanakomana vavo nenyama yavanasikana vavo; mumwe nomumwe uchadya nyama yeshamwari yake pakukombwa kwaro napakumanikidzwa kwavachamanikidzwa nako navavengi vavo navanotsvaka kuvauraya.”