Jeremiah 2:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko haunakuɀitȿakira iɀoɀo, ɀawakasiya Jehova Mŋari wako paŋguʋa yaakakufambisa panzira yake here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, hauna kuzvivigira izvozvo pachako here pawakasiya Jehovha Mwari wako paakanga achikutungamirira munzira?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hazvisi zvokuzviparira here izvi nokufuratira kwawakaita Tenzi, Mwari wako iye achingunokutungamirirai mugwara?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko hauna kuzvitsvaira izvozvo, zvawakasiya Jehovha Mwari wako panguva yaakakufambisa panzira yake here?
Shona 2009?
Ko hauna kuzvitsvaira izvozvo, zvawakasiya Jehovha Mwari wako panguva yaakakufambisa panzira yake here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko hauna kuzvitsvaira izvozvo, zvawakasiya Jehovha Mwari wako panguva yaakakufambisa panzira yake here?