Jeremiah 2:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro ndakaŋga ndakusima uri muzambiriŋga wakaiȿo‐naka, mbeu kwayo yaɀokwaɗi; ɀino wandishandukira sei ukaʋa mataʋi akaipa omuzambiriŋga worumŋe rudzi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanga ndakusima somuzambiringa wakanakisa, uri mbeu kwayo inovimbika. Ko, zvino wakazondishandukira sei ukava muzambiringa webundo wakaora?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi ini ndakanga ndakusima somugirepisi wakanakisisa chaizvo, chaiwo une mhodzi dzakasvika. Zvauya sei kuti ubva wasanduka kudai, kubva wava somugirepisi womudondo zvawo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro ndakanga ndakusima uri mudzambiringa wakaisvonaka, mbeu kwayo yazvokwadi; zvino wandishandukira sei ukava matavi akaipa omudzambiringa worumwe rudzi?
Shona 2009?
kunyange zvakadaro ndakanga ndakusima uri muzambiringa wakaisvonaka, mbeu kwayo yazvokwadi; zvino wandishandukira sei ukava matavi akaipa omuzambiringa worumwe rudzi?
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro ndakanga ndakusima uri muzambiringa wakaisvonaka, mbeu kwayo yazvokwadi; zvino wandishandukira sei ukava matavi akaipa omuzambiringa worumwe rudzi?