Jeremiah 2:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mbava seɀainonyadziswa kana yaʋonekwa, saiɀoɀo imba yaIsraeri yanyadziswa, iʋo, namadzimambo aʋo, namacinda aʋo, naʋaprista ʋaʋo, naʋaprofita ʋaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Sokunyadziswa kwembavha yabatwa, saizvozvo imba yaIsraeri yanyadziswa, ivo namadzimambo avo uye namachinda avo, vaprista vavo navaprofita vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Sokunyara kunoita mbavha kana yabatwa, ndokunyara kuchaita vemba yaIsiraeri, ivo, namadzimambo avo namachinda avo, navapristi vavo navaporofita vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mbavha sezvainonyadziswa kana yaonekwa, saizvozvo imba yaIsiraeri yanyadziswa, ivo, namadzimambo avo, namachinda avo, navapristi vavo, navaporofita vavo;
Shona 2009?
Mbavha sezvainonyadziswa kana yaonekwa, saizvozvo imba yaIsiraeri yanyadziswa, ivo, namadzimambo avo, namachinda avo, navaprista vavo, navaporofita vavo;
Shona SUB 2002 Bible
Mbavha sezvainonyadziswa kana yaonekwa, saizvozvo imba yaIsiraeri yanyadziswa, ivo, namadzimambo avo, namachinda avo, navapristi vavo, navaporofita vavo;