Jeremiah 2:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iʋo, ʋanoti kuɗanda: Uri ɓaɓa ʋaŋgu; nokubge: Ndiwe wakandiɓereka; nokuti ʋakandifuratira, haʋana‐kunditarira neɀiso ɀaʋo; asi paŋguʋa yokutambudzika kwaʋo ʋacati: Simukai, mutiponese.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanoti kudanda, ‘Ndiwe baba vangu,’ uye kuibwe, ‘Ndiwe wakandibereka.’ Vakandifuratira ini asi zviso zvavo hazvina, nyamba pavanenge vava munhamo, vanoti kwandiri, ‘Uyai mutiponese!’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vanototi kumuti ‘Ndimi baba vangu,’ vachiti kudombo, ‘Ndimi makandibereka, nokuti vakandipa gotsi'va vakandivanza uso.’ Asi kana pava panhamo zvino ndopovoti, ‘Simukai mutinunureiwo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ivo, vanoti kudanda, “Uri baba vangu;” nokubwe, “Ndiwe wakandibereka;” nokuti vakandifuratira, havana kunditarira nezviso zvavo; asi panguva yokutambudzika kwavo vachati, “Simukai, mutiponese.”
Shona 2009?
ivo, vanoti kudanda, "Uri baba vangu;" nokubwe, "Ndiwe wakandibereka;" nokuti vakandifuratira, havana kunditarira nezviso zvavo; asi panguva yokutambudzika kwavo vachati, "Simukai, mutiponese."
Shona SUB 2002 Bible
ivo, vanoti kudanda, “Uri baba vangu;” nokubwe, “Ndiwe wakandibereka;” nokuti vakandifuratira, havana kunditarira nezviso zvavo; asi panguva yokutambudzika kwavo vachati, “Simukai, mutiponese.”