Jeremiah 2:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaripiko ʋamŋari ʋenyu ʋamakaɀiitira? Ŋgaʋasimuke kana ʋacigona kukuponesai paŋguʋa yokutambudzika; nokuti kuwanda kwaʋamŋari ʋako, iwe Jakobo, kwakaenzana namaguta ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, zvino vamwari vamakazviitira varipi? Ngavauye kana vachigona kukuponesai pamunenge mava munhamo! Nokuti muna vamwari vakawanda kupfuura maguta amunawo, imi Judha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ko vamwari vako vawakazvigadzirira varipi? Ngavasimukeka ivo kana vachikwanisa kukununura zvaunenge wapindwa nenhamo kudaro nokuti iwe Judha kuwanda kwakaita maguta ako, ndokuwanda kwakaitawo vaMwari vako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino varipiko vamwari venyu vamakazviitira? Ngavasimuke kana vachigona kukuponesai panguva yokutambudzika; nokuti kuwanda kwavamwari vako, iwe Jakobho, kwakaenzana namaguta ako.
Shona 2009?
"Zvino varipiko vamwari venyu vamakazviitira? Ngavasimuke kana vachigona kukuponesai panguva yokutambudzika; nokuti kuwanda kwavamwari vako, iwe Jakobho, kwakaenzana namaguta ako.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino varipiko vamwari venyu vamakazviitira? Ngavasimuke kana vachigona kukuponesai panguva yokutambudzika; nokuti kuwanda kwavamwari vako, iwe Jakobho, kwakaenzana namaguta ako.