Jeremiah 2:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaroʋa ʋana ʋenyu pasina, haʋana‐kuterera kuraŋgwa; munondo wenyu ndiwo wakaʋuraya ʋaprofita ʋenyu, seshumba inoparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakaranga vana venyu pasina; havana kuteerera kurangwa. Munondo wenyu wakamedza vaprofita, kufanana neshumba inoparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubangorangawo zvangu vana vako neshamhu, havana kana kumbodzoreka zvavo. Mapakatwa ako iyewe ndiwo aparadza vaporofita vangu seshumba inorura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakarova vana venyu pasina, havana kuterera kurangwa; munondo wenyu ndiwo wakauraya vaporofita venyu, seshumba inoparadza.
Shona 2009?
Ndakarova vana venyu pasina, havana kuteerera kurangwa; munondo wenyu ndiwo wakauraya vaporofita venyu, seshumba inoparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakarova vana venyu pasina, havana kuteerera kurangwa; munondo wenyu ndiwo wakauraya vaporofita venyu, seshumba inoparadza.