Jeremiah 2:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, unoziʋa ɀakanaka sei kunatsa nzira yako, kuti utȿake kuɗikanwa! Saka wakadzidzisa naʋakadzi ʋakaipa ʋo nzira dzako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mune ruzivo rwakadii pakutevera rudo! Kunyange vakadzi vakaipisisa vangadzidza kubva panzira dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga unoziva kwazvo kurondorodza zvikomba zvako! Kunyange vakadzi vakaipa wakatovadzidzisa maitiro ako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, unoziva zvakanaka sei kunatsa nzira yako, kuti utsvake kudikanwa! Saka wakadzidzisa navakadzi vakaipawo nzira dzako.
Shona 2009?
Haiwa, unoziva zvakanaka sei kunatsa nzira yako, kuti utsvake kudikamwa! Saka wakadzidzisa navakadzi vakaipawo nzira dzako.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, unoziva zvakanaka sei kunatsa nzira yako, kuti utsvake kudikanwa! Saka wakadzidzisa navakadzi vakaipawo nzira dzako.