Jeremiah 20:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Pashuri, mŋanakomana womuprista Imeri, mutariri mukuru mumba maJehova, wakanzwa Jeremia aciprofita ɀinhu iɀi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista Pashuri mwanakomana waImeri, mutariri mukuru mutemberi yaJehovha, akati anzwa Jeremia achiprofita zvinhu izvi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo mupristi Pashuri mwanakomana waImeru akanga ariye mukuru mukuru aiona yezvepamba paTenzi akanzwawo Jeremiya achiporofita zvinhu izvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Pashuri, mwanakomana womupristi Imeri, mutariri mukuru mumba maJehovha, wakanzwa Jeremiya achiporofita zvinhu izvi.
Shona 2009?
.Zvino Pashuri, mwanakomana womuprista Imeri, mutariri mukuru mumba maJehovha, wakanzwa Jeremiya achiporofita zvinhu izvi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Pashuri, mwanakomana womupristi Imeri, mutariri mukuru mumba maJehovha, wakanzwa Jeremiya achiporofita zvinhu izvi.