Jeremiah 20:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi imi Jehova wehondo, imi, munoidza ʋakarurama, munoʋona itȿo nomŋoyo, ŋgandiʋone kutsiʋa kwenyu kwaʋari; nokuti ndakakuzarurirai imi mhaka yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha Wamasimba Ose, iyemi munoedza vakarurama nokunzvera mwoyo nendangariro, ngandione kutsiva kwenyu pamusoro pavo, nokuti ndaisa mhaka yangu kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi Tenzi wehondo nehondo munoedza wani vakarurama, imi munoona mumwoyo nomupfungwa dzomunhu, itai henyu kuti ndione imi muchivatsividza nokuti ndazviturira mumaoko menyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi imi Jehovha wehondo, imi, munoidza vakarurama, munoona itsvo nomwoyo, ngandione kutsiva kwenyu kwavari; nokuti ndakakuzarurirai imi mhaka yangu.
Shona 2009?
Asi imwi Jehovha wehondo, imi, munoidza vakarurama, munoona itsvo nomoyo, ngandione kutsiva kwenyu kwavari; nokuti ndakakuzarurirai imwi mhaka yangu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi imi Jehovha wehondo, imi, munoidza vakarurama, munoona itsvo nomwoyo, ngandione kutsiva kwenyu kwavari; nokuti ndakakuzarurirai imi mhaka yangu.