Jeremiah 20:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu ŋgaatukwe wakaziʋisa ɓaɓa ʋaŋgu shoko rokuti: Maɓerekerwa mŋanakomana, akaʋafadza kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngaatukwe munhu akazivisa baba vangu shoko, iye akaita kuti vafare kwazvo, achiti, “Waberekerwa mwana, iye mwanakomana!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaapinde rushambwa munhu akaunza kuna baba vangu shoko rokuti, “Maberekerwa mwana mukomana,” achivaita kuti vafare zvikuru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu ngaatukwe wakazivisa baba vangu shoko rokuti, “Maberekerwa mwanakomana,” akavafadza kwazvo.
Shona 2009?
Munhu ngaatukwe wakazivisa baba vangu shoko rokuti, "Maberekerwa mwanakomana," akavafadza kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu ngaatukwe wakazivisa baba vangu shoko rokuti, “Maberekerwa mwanakomana,” akavafadza kwazvo.