Jeremiah 20:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaɓuɗireiko paciɀaro, kuti ndiʋone kutambudzika nokucema, kuti mazuʋa aŋgu apere nokunyadziswa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakambobudireiko mudumbu kuti ndione nhamo nokuchema nokugumisa mazuva angu mukunyadziswa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chaizvoizvo ini ndakabudirei munhumbu ini, kuzoona nhamo ndichisuruvara kudai nokupedzera mazuva angu mukunyadziswa?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakabudireiko pachizvaro, kuti ndione kutambudzika nokuchema, kuti mazuva angu apere nokunyadziswa?
Shona 2009?
Ndakabudireiko pachizvaro, kuti ndione kutambudzika nokuchema, kuti mazuva angu apere nokunyadziswa?
Shona SUB 2002 Bible
Ndakabudireiko pachizvaro, kuti ndione kutambudzika nokuchema, kuti mazuva angu apere nokunyadziswa?