Jeremiah 20:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwanani Pashuri akasunuŋgura Jeremia pamatanda. Ipapo Jeremia akati kwaari: Jehova haanakukutumidza zita rinonzi Pashuri, asi rinonzi Magori‐misabibi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chifumi chamangwana, Pashuri akati amusunungura kubva muchitokisi; Jeremia akati kwaari, “Zita rinopiwa kwauri naJehovha harisi Pashuri, asi MagoriMisabhibhi (zvichireva zvinotyisa kumativi ose).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ramangwana racho, Pashuri paakasunungura Jeremiya muchitokisi, Jeremiya akati kwaari, “Tenzi haana kukupa zita rokuti Pashuri asi rokuti, ‘Nyakukombwanezvinotyisa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwanani Pashuri akasunungura Jeremiya pamatanda. Ipapo Jeremiya akati kwaari, “Jehovha haana kukutumidza zita rinonzi Pashuri, asi rinonzi Magorimisabhibhi.
Shona 2009?
Zvino fume mangwanani Pashuri akasunungura Jeremiya pamatanda. Ipapo Jeremiya akati kwaari, "Jehovha haana kukutumidza zita rinonzi Pashuri, asi rinonzi Magorimisabhibhi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fume mangwanani Pashuri akasunungura Jeremiya pamatanda. Ipapo Jeremiya akati kwaari, “Jehovha haana kukutumidza zita rinonzi Pashuri, asi rinonzi Magorimisabhibhi.