Jeremiah 20:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naJehova: Tarira, ndinokuita cinhu cinotyisa, cicakutyisa iwe umene neshamŋari dzako dzose; ʋacaparadzwa nomunondo waʋaʋeŋgi ʋaʋo, meso ako acaɀiʋona; ndicaisa Juda rose mumaʋoko amambo weBabironi, iye ucaʋatapira Babironi, nokuʋaʋuraya nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Ndichakuita chinhu chinokutyisa iwe pachako nokushamwari dzako dzose; uchadziona nemeso ako dzichiwisirwa pasi nomunondo wavavengi vavo. Ndichaisa Judha rose mumaoko amambo weBhabhironi, iye achavaendesa kuBhabhironi kana kuvauraya nomunondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti Tenzi ari kuti; ‘Chiona ndichakupinza mune zvinotyisa iwe neshamwari dzako dzose. Vacharakatiswa nebakatwa revavengi vavo iwe makatarisa nameso ako. Uye ndichaisa Judha yose mumaoko mamambo weBhabhironi, achavatapa oenda navo kuBhabhironi achivauraya nebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Tarira, ndinokuita chinhu chinotyisa, chichakutyisa iwe umene neshamwari dzako dzose; vachaparadzwa nomunondo wavavengi vavo, meso ako achazviona; ndichaisa Judha rose mumaoko amambo weBhabhironi, iye uchavatapira Bhabhironi, nokuvauraya nomunondo.
Shona 2009?
Nokuti zvanzi naJehovha, `Tarira, ndinokuita chinhu chinotyisa, chichakutyisa iwe umene neshamwari dzako dzose; vachaparadzwa nomunondo wavavengi vavo, meso ako achazviona; ndichaisa Judha rose mumaoko amambo weBhabhironi, iye uchavatapira Bhabhironi, nokuvauraya nomunondo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvanzi naJehovha, ‘Tarira, ndinokuita chinhu chinotyisa, chichakutyisa iwe umene neshamwari dzako dzose; vachaparadzwa nomunondo wavavengi vavo, meso ako achazviona; ndichaisa Judha rose mumaoko amambo weBhabhironi, iye uchavatapira Bhabhironi, nokuvauraya nomunondo.