Jeremiah 20:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi Jehova makandigombedzera, ndikagombedzerwa; imi munesimba kupfuʋureni, mukakunda; ndakaitwa cinhu cinosekwa zuʋa rose, mumŋe nomumŋe unondiseka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha makandinyengera, uye ndakanyengerwa; makandikurira uye mukakunda, vanondiseka zuva rose; munhu wose anondiseka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi Tenzi makandinyengedza, ini ndikabvuma kunyengedzwa. Imi makasimba kupinda ini uye imi makandikurira. Ndava chiseko chenyika zuva rose. Munhu wose anondisvoveredza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi Jehovha makandigombedzera, ndikagombedzerwa; imi mune simba kupfuureni, mukakunda; ndakaitwa chinhu chinosekwa zuva rose, mumwe nomumwe unondiseka.
Shona 2009?
imwi Jehovha makandigombedzera, ndikagombedzerwa; imwi mune simba kupfuureni, mukakunda; ndakaitwa chinhu chinosekwa zuva rose, mumwe nomumwe unondiseka.
Shona SUB 2002 Bible
Imi Jehovha makandigombedzera, ndikagombedzerwa; imi mune simba kupfuureni, mukakunda; ndakaitwa chinhu chinosekwa zuva rose, mumwe nomumwe unondiseka.