Jeremiah 21:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shoko, rakaʋuya kunaJeremia, ricibva kunaJehova, paŋguʋa yakatuma mambo Zedekia kwaari Pashuri mŋanakomana waMarkija, naZefania mŋanakomana waMaaseya muprista, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha panguva yakatuma mambo Zedhekia kwaari Pashuri mwanakomana waMarikija, nomuprista Zefania mwanakomana waMaaseya. Vakati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Herinoi shoko rakauya kuna Jeremiya richibva kuna Tenzi, mambo Zedhekiya paakatuma kwaari Pashuri mwanakomana wokwaMarikiya nomupristi Zefaniya mwanakomana wokwaMaaseya neshoko rokuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shoko, rakauya kuna Jeremiya, richibva kuna Jehovha, panguva yakatuma mambo Zedhekia kwaari Pashuri mwanakomana waMarikija, naZefaniya mwanakomana waMaaseya mupristi, achiti,
Shona 2009?
Shoko, rakauya kuna Jeremiya, richibva kuna Jehovha, panguva yakatuma mambo Zedhekia kwaari Pashuri mwanakomana waMarikija, naZefaniya mwanakomana waMaaseya muprista, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Shoko, rakauya kuna Jeremiya, richibva kuna Jehovha, panguva yakatuma mambo Zedhekiya kwaari Pashuri mwanakomana waMarikija, naZefaniya mwanakomana waMaaseya mupristi, achiti,