Jeremiah 21:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jeremia akati kwaʋari: Itiyi kunaZedekia:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jeremia akavapindura achiti, “Udzai Zedhekia kuti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jeremiya akabva ati kwavari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jeremiya akati kwavari, “Itiyi kuna Zedhekia,
Shona 2009?
Ipapo Jeremiya akati kwavari, "Itiyi kuna Zedhekia,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jeremiya akati kwavari, “Itiyi kuna Zedhekiya,