Jeremiah 21:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaroʋa ʋagere muguta rino, ʋanhu neɀipfuwo ɀose; ɀicafa nehosha yakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndicharova vanogara muguta rino, zvose vanhu nezvipfuwo, uye zvichafa nedenda rakaipisisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo ndicharova vagari veguta rino, vanhu pamwechete nemhuka zvichafa nedenda guru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndicharova vagere muguta rino, vanhu nezvipfuo zvose; zvichafa nehosha yakaipa.
Shona 2009?
Ndicharova vagere muguta rino, vanhu nezvipfuwo zvose; zvichafa nehosha yakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndicharova vagere muguta rino, vanhu nezvipfuo zvose; zvichafa nechirwere chakaipa.