Jeremiah 22:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musacema wakafa, kana kumuwuŋgudzira; asi muceme kwaɀo iye unoenda, nokuti haaŋgadzoki ɀe, kana kuʋona ɀe nyika yake yaakaɓerekerwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musachema mambo akafa kana kumuungudzira; asi muchemere kwazvo uyo akatapwa, nokuti haachambodzoki kana kuzoonazve nyika yaakaberekerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anenge afa musamucheme kana kuchema nhamo yake asi kuti motohwihwidza kuchema zvinosiririsa uyo anoenda nokuti haachadzokizve kuzoona nyika yaakaberekerwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musachema wakafa, kana kumuwungudzira; asi mucheme kwazvo iye unoenda, nokuti haangadzokizve, kana kuonazve nyika yake yaakaberekerwa.
Shona 2009?
Musachema wakafa, kana kumuwungudzira; asi mucheme kwazvo iye unoenda, nokuti haangadzokizve, kana kuonazve nyika yake yaakaberekerwa.
Shona SUB 2002 Bible
Musachema wakafa, kana kumuwungudzira; asi mucheme kwazvo iye unoenda, nokuti haangadzokizve, kana kuona zvenyika yake yaakaberekerwa.