Jeremiah 22:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀanzi naJehova pamsoro paSharumi, mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, wakaɓata ʋushe panɀimbo yaɓaɓa ʋake Josia, akaɓuɗa panɀimbo ino: Iye haaŋgadzokeri’po ɀe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvanzi naJehovha pamusoro paSharumi mwanakomana waJosia, uyo akatevera Baba vake samambo weJudha asi akabva panzvimbo ino, “Haazombodzoki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvanzi naTenzi nezvaSharumu naSharumu mwanakomana waJosiya mambo wokwaJudha uya akazotonga panzvimbo yababa wake Josiya, Sharumu uya akazoenda achibva kunzvimbo kuno, “Haasi kuzombodzokazve kuno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvanzi naJehovha pamusoro paSharumi, mwanakomana waJosia, mambo waJudha, wakabata ushe panzvimbo ino, “Iye haangadzokeripozve;
Shona 2009?
Nokuti zvanzi naJehovha pamusoro paSharumi, mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, wakabata ushe panzvimbo ino, "Iye haangadzokeripozve;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvanzi naJehovha pamusoro paSharumi, mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, wakabata ushe panzvimbo ino, “Iye haangadzokeripozve;