Jeremiah 22:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kwaakatapirwa, ndiko kwaacandofira’ko; haaŋgazoʋoni ɀe nyika ino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achafira munzvimbo yavakamuendesa muutapwa; haachazombooni nyika inozve.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kuti kwaanenge aendwa naye senhapwa, ndokwaachafira ikoko uye nyika ino haazombofa akaionazve.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kwaakatapirwa, ndiko kwaachandofirako; haangazoonizve nyika ino.”
Shona 2009?
asi kwaakatapirwa, ndiko kwaachandofirako; haangazoonizve nyika ino."
Shona SUB 2002 Bible
asi kwaakatapirwa, ndiko kwaachandofirako; haangazoonizve nyika ino.”