Jeremiah 22:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi meso ako nomŋoyo wako haɀiraŋgariri ɀimŋe, asi kuciʋa kwako nokuteʋura ropa risinemhoȿa, nokumanikidza, nokuita nesimba; kuti uɀiite.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi meso enyu nemwoyo yenyu zvakangotarisa chete papfuma isakarurama, pakuteura ropa risina mhosva napakumanikidza nokuita nechisimba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi meso nomwoyo wenyu zviri pakubiridzira chete nokudeura ropa risina mhosva nokuita udzvinyiriri noutsinye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi meso ako nomwoyo wako hazvirangariri zvimwe, asi kuchiva kwako nokuteura ropa risina mhosva, nokumanikidza, nokuita nesimba; kuti uzviite.
Shona 2009?
Asi meso ako nomoyo wako hazvirangariri zvimwe, asi kuchiva kwako nokuteura ropa risina mhosva, nokumanikidza, nokuita nesimba; kuti uzviite.
Shona SUB 2002 Bible
Asi meso ako nomwoyo wako hazvirangariri zvimwe, asi kuchiva kwako nokuteura ropa risina mhosva, nokumanikidza, nokuita nesimba; kuti uzviite.