Jeremiah 22:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakataura newe pakufara kwako; asi iwe wakati: Handiɗi kunzwa. Ndiwo wakaŋga uri mutoʋo wako kubvira paʋuɗuku bgako, kuti hauna‐kuterera inzwi raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakakuyambira uchigere zvakanaka, asi iwe wakati, ‘Handidi kuteerera!’ Ndiyo yanga iri nzira yako kubva pauduku hwako; hauna kunditeerera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakataura newe uchakagarika, asi iwe wakati, “Zvokuteerera, handidi!” Ndiwo maitiro ako kubvira pauduku hwako okurega kuteerera inzwi rangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakataura newe pakufara kwako; asi iwe wakati, “Handidi kunzwa.” Ndiwo wakanga uri mutoo wako kubvira pahuduku hwako, kuti hauna kuterera inzwi rangu.
Shona 2009?
Ndakataura newe pakufara kwako; asi iwe wakati, "Handidi kunzwa." Ndiwo wakanga uri mutoo wako kubvira pahuduku hwako, kuti hauna kuteerera inzwi rangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakataura newe pakufara kwako; asi iwe wakati, “Handidi kunzwa.” Ndiwo wakanga uri mutoo wako kubvira pahuduku hwako, kuti hauna kuteerera izwi rangu.