Jeremiah 22:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, iwe, ugere Rebanoni, unoʋaka ɗendere rako mumisidari, ucanzwisa ʋurombo kwaɀo sei kana ucizowirwa nokurwadziwa, sokurwadziwa kwomukadzi unosurumuka!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi mugere mu‘Rebhanoni,’ iyemi makavakirwa matendere mudzimba dzemisidhari, muchagomera sei kurwadza pakuchauya pamusoro penyu, kurwadziwa sekwomukadzi anosununguka!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe chidza cheRebhanoni nyakurererwa mudendere pakati pemisidhari uchanzwisa tsitsi pauchabatwa namarwadzo, marwadzo soumukadzi ari pakusununguka mwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, iwe, ugere Rebhanoni, unovaka dendere rako mumisidhari, uchanzwisisa hurombo kwazvo sei kana uchizowirwa nokurwadziwa, sokurwadziwa kwomukadzi unosurumuka!
Shona 2009?
Haiwa, iwe, ugere Rebhanoni, unovaka dendere rako mumisidhari, uchanzwisisa hurombo kwazvo sei kana uchizowirwa nokurwadziwa, sokurwadziwa komukadzi unosurumuka!
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, iwe, ugere Rebhanoni, unovaka dendere rako mumisidhari, uchanzwisisa hurombo kwazvo sei kana uchizowirwa nokurwadziwa, sokurwadziwa kwomukadzi unosurumuka!