Jeremiah 22:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe namai ʋako ʋakakuɓereka ndicakudziŋgirai kuneimŋe nyika kwamusina‐kuɓerekerwa; ipapo mucandofira’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichapotsera iwe namai vakakubereka kune imwe nyika kwamusina kuberekerwa, uye ikoko kwamuchandofira muri vaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe namai vakakubereka ndichakukandai kune imwe nyika kwamusina kuberekerwa ikoko ndokwamuchafira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe namai vako vakakubereka ndichakudzingirai kuneimwe nyika kwamusina kuberekerwa; ipapo muchandofirapo.
Shona 2009?
Iwe namai vako vakakubereka ndichakudzingirai kuneimwe nyika kwamusina kuberekerwa; ipapo muchandofirapo.
Shona SUB 2002 Bible
Iwe namai vako vakakubereka ndichakudzingirai kune imwe nyika kwamusina kuberekerwa; ipapo muchandofirapo.