Jeremiah 22:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko munhu uyu Konia mudziyo wakaputsika unoɀidzwa here? Iye mudziyo usiŋgafadzi munhu here? Ʋakadziŋgirweiko, iye naʋana ʋake, ʋakadziŋgirwa kunyika yaʋasiŋgaziʋi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, murume uyu Jehoyakini munhu akazvidzika, ihari yakaputsika, chinhu chisina angada here? Seiko iye navana vake vapotserwa kunze, vakarasirwa munyika yavasingazivi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ko iye Koniya wava munhu akashoreka here kana kuti hari zvayo yakaputsika, mudziyo usina ani anouchengeta? Ko iye navana vake vanzarirwei kubva vakandwa kunyika yavasingazive?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ko munhu uyu Konia mudziyo wakaputsika unozvidzwa here? Iye mudziyo usingafadzi munhu here? Vakadzingirweiko, iye navana vake, vakadzingirwa kunyika yavasingazivi?”
Shona 2009?
"Ko munhu uyu Konia mudziyo wakaputsika unozvidzwa here? Iye mudziyo usingafadzi munhu here? Vakadzingirweiko, iye navana vake, vakadzingirwa kunyika yavasingazivi?"
Shona SUB 2002 Bible
“Ko munhu uyu Konia mudziyo wakaputsika unozvidzwa here? Iye mudziyo usingafadzi munhu here? Vakadzingirweiko, iye navana vake, vakadzingirwa kunyika yavasingazivi?”