Jeremiah 22:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Marudzi mazhinji aʋanhu acapfuʋura napaguta rino, mumŋe nomumŋe ucati kunowokwake: Jehova wakaitireiko guta rino guru ɀakaɗaro?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Marudzi mazhinji avanhu achapfuura nepaguta rino uye vachabvunzana vachiti, ‘Jehovha aitireiko chinhu chakadai kuguta rino?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Marudzi avanhu akawanda achadarika napaguta irori, munhu wose achitaurirana nomumwe wake achiti, ‘Tenzi akadarirei chaizvo kubva aita chinhu chakadai kuguta iri rakakura sezvizvi?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Marudzi mazhinji avanhu achapfuura napaguta rino, mumwe nomumwe uchati kunowokwake, ‘Jehovha wakaitireiko guta rino guru zvakadaro?’
Shona 2009?
Marudzi mazhinji avanhu achapfuura napaguta rino, mumwe nomumwe uchati kunowokwake, `Jehovha wakaitireiko guta rino guru zvakadaro?'
Shona SUB 2002 Bible
Marudzi mazhinji avanhu achapfuura napaguta rino, mumwe nomumwe uchati kunowokwake, ‘Jehovha wakaitireiko guta rino guru zvakadaro?’