Jeremiah 22:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋacapindura, ʋaciti: Nokuti ʋakasiya suŋgano yaJehova, Mŋari waʋo, ʋakanamata ʋamŋe ʋamŋari, ʋaciʋashumira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mhinduro ichati, ‘Nokuti vakasiya sungano yaJehovha Mwari wavo vakanamata Uye vakashumira vamwe vamwari.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vachapana mhinduro yokuti, ‘Chikonzero chacho ndechokuti vakafuratira chitenderano chaTenzi, Mwari wavo vakanamata vamwe vamwari vachivashandira.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo vachapindura, vachiti, ‘Nokuti vakasiya sungano yaJehovha, Mwari wavo, vakanamata vamwe vamwari, vachivashumira.’ ”
Shona 2009?
"Ipapo vachapindura, vachiti, `Nokuti vakasiya sungano yaJehovha, Mwari wavo, vakanamata vamwe vamwari, vachivashumira.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo vachapindura, vachiti, ‘Nokuti vakasiya sungano yaJehovha, Mwari wavo, vakanamata vamwe vamwari, vachivashumira.’ ”