Jeremiah 23:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nyika izere nemhombge; nokuti nyika inocema nemhaka yokutuka; mafuro erenje akawoma; ɀaʋanoʋaʋarira ɀakaipa, simba raʋo harizakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika izere nemhombwe; nyika yaoma nokuda kwokutukwa uye mafuro omugwenga aoma. Vaprofita votevera nzira yakaipa uye vanoshandisa simba ravo nokusarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti nyika yazara mhombwe, pamusana pokurengererwa nyika iri kuchema uye mafuro okurenje aoma. Chavo chavakananga kuipa chete, simba ravo vachiripedzera mukuita zvisina kururama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nyika izere nemhombwe; nokuti nyika inochema nemhaka yokutuka; mafuro erenje akaoma; zvavanovavarira zvakaipa, simba ravo harizakarurama.
Shona 2009?
Nokuti nyika izere nemhombwe; nokuti nyika inochema nemhaka yokutuka, mafuro erenje akaoma; zvavanovavarira zvakaipa, simba ravo harizakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nyika izere nemhombwe; nokuti nyika inochema nemhaka yokutuka; mafuro erenje akaoma; zvavanovavarira zvakaipa, simba ravo harizakarurama.