Jeremiah 23:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo nzira yaʋo icaʋa kwaʋari senɀimbo dzinotedza murima; ʋacatinhwa, ndokuwira’mo; nokuti ndicaʋaʋuyisira ɀakaipa pagore rokurobga kwaʋo — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo nzira yavo ichatsvedza; vachadzingirwa kurima uye ikoko ndiko kwavachawira. Ndichauyisa njodzi pamusoro pavo pagore ravacharangwa,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo kwavari ivo nzira yavo ichava sotunzira tunotsvedza murima mavachatinhirwa vachitsvedzemuka nokuti ndichavapinza nhamo mugore rokurangwa kwavo, ndizvo zvinotaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo nzira yavo ichava kwavari senzvimbo dzinotedza murima; vachatinhwa, ndokuwiramo; nokuti ndichavauyisira zvakaipa pagore rokurohwa kwavo, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Naizvozvo nzira yavo ichava kwavari senzvimbo dzinotedza murima; vachatinhwa, ndokuwiramo; nokuti ndichavauyisira zvakaipa pagore rokurohwa kwavo, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo nzira yavo ichava kwavari senzvimbo dzinotedza murima; vachatinhwa, ndokuwiramo; nokuti ndichavauyisira zvakaipa pagore rokurohwa kwavo, ndizvo zvinotaura Jehovha.