Jeremiah 23:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naJehova wehondo pamsoro paʋaprofita: Tarirai, ndicaʋadyisa gaʋakaʋa, ndicaʋanwisa mvura yenduru; nokuti kumhura Jehova kwakaɓuɗa kuʋaprofita ʋeJerusarema kukaenda kunyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, zvanzi naJehovha Mwari Wamasimba Ose, pamusoro pavaprofita, “Ndichaita kuti vadye kudya kunovava, uye kuti vanwe mvura ine muchetura, nokuti zvichibva nokumuprofita weJerusarema, kushaya umwari kwapararira panyika yose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo Tenzi wehondo nehondo ari kutaura nezvevaporofita ivavo achiti: ‘Chinzwa, ndichadyisa vanhu ivava gavakava, ndichivapa mvura yokunwa ine chepfu nokuti muvaporofita vomuJerusaremu ndimo makabva zvokurega kutya Mwari zvikatekeshera nenyika iyoyi yose.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo zvanzi naJehovha wehondo pamusoro pavaporofita, ‘Tarirai, ndichavadyisa gavakava, ndichavanwisa mvura yenduru; nokuti kumhura Jehovha kwakabuda kuvaporofita veJerusaremu kukaenda kunyika yose.’ ”
Shona 2009?
"Naizvozvo zvanzi naJehovha wehondo pamusoro pavaporofita, `Tarirai, ndichavadyisa gavakava, ndichavamwisa mvura yenduru; nokuti kumhura Jehovha kwakabuda kuvaporofita veJerusaremu kukaenda kunyika yose.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo zvanzi naJehovha wehondo pamusoro pavaporofita, ‘Tarirai, ndichavadyisa gavakava, ndichavanwisa mvura yenduru; nokuti kumhura Jehovha kwakabuda kuvaporofita veJerusaremu kukaenda kunyika yose.’ ”