Jeremiah 23:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndiani wakamira paraŋgano yaJehova, akaʋona nokunzwa shoko rake? Ndiani wakaterera akanzwa shoko rake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndiani pakati pavo akamira parangano yaJehovha, kuti aone kana kunzwa shoko rake? Ndiani akateerera akanzwa shoko rake?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chiripo chaicho ndechokuti pakati pavo, ndiani chaizvo, akambopindawo mudare raTenzi kundozvionera nokunzwa shoko rake, kana kuti ndiani zvake akamboteerera nokunzwa shoko rake?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti ndiani wakamira parangano yaJehovha, akaona nokunzwa shoko rake? Ndiani wakaterera akanzwa shoko rake?
Shona 2009?
"Nokuti ndiani wakamira parangano yaJehovha, akaona nokunzwa shoko rake? Ndiani wakateerera akanzwa shoko rake?
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti ndiani wakamira parangano yaJehovha, akaona nokunzwa shoko rake? Ndiani wakateerera akanzwa shoko rake?