Jeremiah 23:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutsamŋa kwaJehova hakuŋgadzoki, kuȿikira aɀiita, apedza ndaŋgariro dzomŋoyo wake; pamazuʋa okupedzisira mucaɀinzwisisa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutsamwa kwaJehovha hakungadzoki, kusvikira apedza zvinovavarirwa nomwoyo wake. Pamazuva achauya muchazvinzwisisa zvakanyatsojeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Hasha dzaTenzi hadzichadzoreki kusvikira atopedza kuita zvaakaronga mumwoyo make. Mumazuva okupedzisira uchanyatsonzwisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutsamwa kwaJehovha hakungadzoki, kusvikira azviita, apedza ndangariro dzomwoyo wake; pamazuva okupedzisira muchazvinzwisisa kwazvo.”
Shona 2009?
Kutsamwa kwaJehovha hakungadzoki, kusvikira azviita, apedza ndangariro dzomoyo wake; pamazuva okupedzisira muchazvinzwisisa kwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Kutsamwa kwaJehovha hakungadzoki, kusvikira azviita, apedza ndangariro dzomwoyo wake; pamazuva okupedzisira muchazvinzwisisa kwazvo.”