Jeremiah 23:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɗai ʋakaŋga ʋamira paraŋgano yaŋgu, ʋaŋgaɗai ʋakanzwisa ʋanhu ʋaŋgu mashoko aŋgu, ʋakaʋadzora panzira yaʋo yakaipa, napaɀakaipa ɀamaɓasa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi dai vakamira parangano yangu, vangadai vakaparidza mashoko angu kuvanhu vangu, uye vangadai vakavadzora panzira dzavo dzakaipa, napamabasa avo akaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Dai kuri kuti vakambopindawo mudare rangu, vangadai vakaparidza mazwi angu kuvanhu vangu, vangadaiwo vakavadzora munzira dzavo dzakaipa nokuzviito zvavo zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi dai vakanga vamira parangano yangu, vangadai vakanzwisa vanhu vangu mashoko angu, vakavadzora panzira yavo yakaipa, napazvakaipa zvamabasa avo.
Shona 2009?
"Asi dai vakanga vamira parangano yangu, vangadai vakanzwisa vanhu vangu mashoko angu, vakavadzora panzira yavo yakaipa, napazvakaipa zvamabasa avo.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi dai vakanga vamira parangano yangu, vangadai vakanzwisa vanhu vangu mashoko angu, vakavadzora panzira yavo yakaipa, napazvakaipa zvamabasa avo.