Jeremiah 23:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ʋanhu aʋa, kana muprofita kana muprista, ʋakakubvunza, ʋaciti: Cireʋo caJehova ndecipiko? Ipapo uti kwaʋari: Cireʋo cei! Ini ndicakurashai — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pamunobvunzwa navanhu ava, vaprofita kana vaprista, vachiti, ‘Chirevo ichi chaJehovha ndecheiko?’ uti kwavari, ‘Chirevo cheiko? Ndichakurasai, ndizvo zvinotaura Jehovha.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana mumwe munhu, muporofita kana mupristi, akubvunzai achiti, ‘Mutoro waTenzi ndoupi?’ Vataurirei kuti, ‘Iyemi ndimi mutoro wacho.’ Ini ndichakukandai kwakadaro, ndizvo zvinotaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana vanhu ava, kana muporofita kana mupristi, vakakubvunza, vachiti, ‘Chirevo chaJehovha ndechipiko?’ Ipapo uti kwavari, ‘Chirevo chei!’ Ini ndichakurasai, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Zvino kana vanhu ava, kana muporofita kana muprista, vakakubvunza, vachiti, `Chirevo chaJehovha ndechipiko?' Ipapo uti kwavari, `Chirevo chei!' Ini ndichakurasai, ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana vanhu ava, kana muporofita kana mupristi, vakakubvunza, vachiti, ‘Chirevo chaJehovha ndechipiko?’ Ipapo uti kwavari, ‘Chirevo chei!’ Ini ndichakurasai, ndizvo zvinotaura Jehovha.