Jeremiah 23:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ari muprofita, kana muprista, kana ʋanhu, kana ʋaciti: Cireʋo caJehova; ndicaroʋa munhu uyo neimba yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muprofita kana muprista kana ani zvake achiti, ‘Ichi ndicho chirevo chaJehovha,’ ndicharanga munhu uyo nemhuri yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana ari muporofita kana mupristi kunyange mumwe wavanhu ava anotaura achiti, ‘Mutoro waTenzi’ munhu iyeyo ndichamuranga iye nemba yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ari muporofita, kana mupristi, kana vanhu, kana vachiti, ‘Chirevo chaJehovha; ndicharova munhu uyo neimba yake.’
Shona 2009?
Kana ari muporofita, kana muprista, kana vanhu, kana vachiti, `Chirevo chaJehovha; ndicharova munhu uyo neimba yake.'
Shona SUB 2002 Bible
Kana ari muporofita, kana mupristi, kana vanhu, kana vachiti, ‘Chirevo chaJehovha; ndicharova munhu uyo neimba yake.’