Jeremiah 23:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musazoti cireʋo caJehova; nokuti shoko romunhu mumŋe nomumŋe ndico cireʋo cake; nokuti makakaŋganisa mashoko aMŋari mupenyu, aJehova wehondo, Mŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamufaniri kutaura ‘chirevo chaJehovha’ zvakare, nokuti shoko romunhu mumwe nomumwe richava chirevo chake, uye saizvozvo munominamisa mashoko aMwari mupenyu, Jehovha Wamasimba Ose, Mwari wedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi regai kuzombodomazve mutoro waTenzi nokuti mutoro iwoyo ishoko rava kurehwa nomunhu wose. Zvino imi munominamisa mashoko aMwari mupenyu, Tenzi wehondo nehondo, Mwari wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musazoti chirevo chaJehovha; nokuti shoko romunhu mumwe nomumwe ndicho chirevo chake; nokuti makakanganisa mashoko aMwari mupenyu, aJehovha wehondo, Mwari wedu.
Shona 2009?
Musazoti chirevo chaJehovha; nokuti shoko romunhu mumwe nomumwe ndicho chirevo chake; nokuti makakanganisa mashoko aMwari mupenyu, aJehovha wehondo, Mwari wedu.
Shona SUB 2002 Bible
Musazoti chirevo chaJehovha; nokuti shoko romunhu mumwe nomumwe ndicho chirevo chake; nokuti makakanganisa mashoko aMwari mupenyu, aJehovha wehondo, Mwari wedu.