Jeremiah 23:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, tarirai, ndiɀo ɀinotaura Jehova — mazuʋa anoʋuya, aʋasiŋgazoti: NaJehova mupenyu, wakaɓuɗisa ʋana ʋaIsraeri munyika yeEgipita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo zvino mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “avasingazoti, ‘NaJehovha mupenyu iye akabudisa vaIsraeri kubva muIjipiti,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo, chinzwai, zvanzi naTenzi mazuva ari kuuya acharega vanhu kupika vachiti, ‘NaTenzi chaiye mupenyu akaburitsa vanhu veIsiraeri munyika yeIjipiti’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo, tarirai, ndizvo zvinotaura Jehovha mazuva anouya, avasingazoti, ‘NaJehovha mupenyu, wakabudisa vana vaIsiraeri munyika yeIjipiti;’
Shona 2009?
"Naizvozvo, tarirai, ndizvo zvinotaura Jehovha mazuva anouya, avasingazoti, `NaJehovha mupenyu, wakabudisa vana valsiraeri munyika yeIjipiti;'
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo, tarirai, ndizvo zvinotaura Jehovha mazuva anouya, avasingazoti, ‘NaJehovha mupenyu, wakabudisa vana VaIsiraeri munyika yeIjipiti;’