Jeremiah 23:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋari ʋaprofita, mŋoyo waŋgu wakaputsika mukati maŋgu; mafupa aŋgu ose anozunuŋguka, ndakaita somunhu wakaɓatwa, somunhu wakundwa newaini, nokuɗa kwaJehova, ʋuye nokuɗa kwamashoko ake matȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vari vaprofita: Mwoyo wangu waputsika mukati mangu; mapfupa angu ose anodedera. Ndakaita somunhu akadhakwa, somunhu akundwa newaini, nokuda kwaJehovha uye nokuda kweshoko rake dzvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Maererano nezvevaporofita zvandirwadza mumwoyo; zvandisvika pamapfupa chaipo. Ndaita somunhu araradza somunhu adhakwa newaini pamusana paTenzi uye pamusanawo peshoko rake rinoera
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vari vaporofita, mwoyo wangu wakaputsika mukati mangu; mapfupa angu ose anozununguka, ndakaita somunhu wakabatwa, somunhu wakundwa newaini, nokuda kwaJehovha, uye nokuda kwamashoko ake matsvene.
Shona 2009?
Kana vari vaporofita, moyo wangu wakaputsika mukati mangu; mapfupa angu ose anozununguka, ndakaita somunhu wakabatwa, somunhu wakundwa newaini, nokuda kwaJehovha, uye nokuda kwamashoko ake matsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vari vaporofita, mwoyo wangu wakaputsika mukati mangu; mapfupa angu ose anozununguka, ndakaita somunhu wakabatwa, somunhu wakundwa newaini, nokuda kwaJehovha, uye nokuda kwamashoko ake matsvene.