Jeremiah 24:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋapa mŋoyo wokundiziʋa, kuti ndini Jehova; iʋo ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari waʋo; nokuti ʋacadzokera kwandiri nomŋoyo waʋo wose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichavapa mwoyo wokundiziva, kuti ndini Jehovha. Vachava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo, nokuti vachadzokera kwandiri nomwoyo wavo wose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichavapa mwoyo wokuziva kuti ini ndini Tenzi uye vachava vanhu vangu, iniwo ndiri Mwari wavo nokuti vachadzokera kwandiri nomwoyo wavo wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichavapa mwoyo wokundiziva, kuti ndini Jehovha; ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo; nokuti vachadzokera kwandiri nomwoyo wavo wose.’
Shona 2009?
Ndichavapa moyo wokundiziva, kuti ndini Jehovha; ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo; nokuti vachadzokera kwandiri nomoyo wavo wose.'
Shona SUB 2002 Bible
Ndichavapa mwoyo wokundiziva, kuti ndini Jehovha; ivo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo; nokuti vachadzokera kwandiri nomwoyo wavo wose.’