Jeremiah 24:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋaita cinhu cinotyisa pakati poʋushe bgose bgenyika, ʋaitirwe ɀakaipa, ʋaʋe cinhu cinoshoʋorwa, neshumo, necinosekwa necinotukwa panɀimbo dzose kwandicaʋadziŋgira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichavaita chinhu chinovengwa, nechinhu chakaipa kuushe hwose hwenyika, chinhu chinoshorwa, neshumo, chinhu chinosekwa nechinotukwa kwose kwose kwandinovadzingira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti vave chinhu chinokatyamadza nyika dzose dzapasi pano uye kuti vave chokutukisa nacho, vachiva dimikira, nechiseko, uye kuti vave chinhu chino rushambwa kunzvimbo dzose kwandichavadzingira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichavaita chinhu chinotyisa pakati poushe hwose hwenyika, vaitirwe zvakaipa, vave chinhu chinoshoorwa, neshumo, nechinosekwa nechinotukwa panzvimbo dzose kwandichavadzingira.
Shona 2009?
Ndichavaita chinhu chinotyisa pakati poushe hwose bwenyika, vaitirwe zvakaipa, vave chinhu chinoshoorwa, neshumo, nechinosekwa nechinotukwa panzvimbo dzose kwandichavadzingira.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichavaita chinhu chinotyisa pakati poushe hwose hwenyika, vaitirwe zvakaipa, vave chinhu chinoshoorwa, neshumo, nechinosekwa nechinotukwa panzvimbo dzose kwandichavadzingira.